teusbenschop/shona

There are 44 adjacent but separate xrefs

Closed this issue · 1 comments

A search of the concatenated USFM for the exact pattern \x*\x gave 44 hits.

\v 43 Usamutonga nehasha\x + 25.46,53. Eki. 1.13,14. Eze. 34. 4.\x*\x + VaEfe. 6.9. VaKoro. 4.1.\x*, asi utye Mwari wako\x + 25.17. Mara. 3.5.\x*.
\v 22 Mwari wakavabudisa Egipita\x + 24.8.\x*, ane sesimba renyati\x + Det. 33.17. Map. 29.6; 92.10. Isa. 34.7. Job. 39.10,11. Map. 22.21.\x*\x + Job. 22.25. Map. 95.4.\x*.
\v 28 neHazari-Shuari\x + 1 Makor. 4.28.\x*\x + 19.2-7.\x*, neBheeri-Shebha, neBhiziotia\x + Gen.. 21.31. 22.19. 26.23,33. 28.10. 46.1. 1 Sam. 8.2. 2 Sam. 3.10.\x*\x + 19.2-7.\x*,
\v 28 neHazari-Shuari\x + 1 Makor. 4.28.\x*\x + 19.2-7.\x*, neBheeri-Shebha, neBhiziotia\x + Gen.. 21.31. 22.19. 26.23,33. 28.10. 46.1. 1 Sam. 8.2. 2 Sam. 3.10.\x*\x + 19.2-7.\x*,
\v 29 Bhaara\x + 19.2-7.\x*, neIyimi, neEzemi\x + 19.2-7.\x*\x + 1 Makor. 4.29.\x*,
\v 30 neEritoradhi\x + 1 Makor. 4.29.\x*\x + 19.2-7.\x*, neKesiri, neHorima\x + 1 Sam. 30.30; Num.. 21.3.\x*\x + 19.2-7.\x*,
\v 30 neEritoradhi\x + 1 Makor. 4.29.\x*\x + 19.2-7.\x*, neKesiri, neHorima\x + 1 Sam. 30.30; Num.. 21.3.\x*\x + 19.2-7.\x*,
\v 31 neZikiragi\x + 19.2-7.\x*\x + 1 Sam. 27.6. 30.1. 1 Makor. 12.1. Neh. 11.28.\x*, neMadhimana, neSanisana,
\v 32 neRebhayoti, neShirihimi\x + 19.2-7.\x*, neAini\x + 19.2-7.\x*\x + Num.. 34.11; 21.16.\x*, neRimoni\x + 19.2-7.\x*\x + 19.7. Vato. 20.45,47. 21.13; Neh. 11.29.\x*. Maguta ose \add aiva\add* makumi maviri nemapfumbamwe, pamwe nemisha yawo\x + 19.2-7.\x*.
\v 32 neRebhayoti, neShirihimi\x + 19.2-7.\x*, neAini\x + 19.2-7.\x*\x + Num.. 34.11; 21.16.\x*, neRimoni\x + 19.2-7.\x*\x + 19.7. Vato. 20.45,47. 21.13; Neh. 11.29.\x*. Maguta ose \add aiva\add* makumi maviri nemapfumbamwe, pamwe nemisha yawo\x + 19.2-7.\x*.
\v 18 asi gomo richava rako, nokuti idondo, ucharitema; uye kubuda kwaro kuve kwako; nokuti uchadzinga VaKenani kunyange vane ngoro dzematare, kunyange vane simba\x + 11.6.\x*\x + Det. 20.1.\x*.
\v 22 kuti ndiidze Israeri nawo\x + Eki. 15.25.\x*\x + 3.1,4.\x*, kana vachichengeta nzira yaJehovha kufamba mairi, madzibaba avo sezvaaiichengeta, kana kwete.
\v 2 Zvino kwaiva nemurume paMaoni\x + 23.24.\x*\x + Josh. 15.55.\x* uye basa rake raiva paKarimeri\x + Josh. 15.55.\x*; uye murume uyu waiva mukuru kwazvo, uye waiva nemakwai zvuru zvitatu, nembudzi churu. Zvino waiveura makwai ake paKarimeri.
\v 11 Zvino Hiramu mambo weTire wakatuma nhume kuna Dhavhidhi\x + 1 Makor. 14.1-16.\x*\x + 1 Madz. 5.1.\x*, nematanda emisidhari, nevavezi vematanda, nevavezi vemabwe, ndokuvakira Dhavhidhi imba.
\v 16 Zvino Joabhu mwanakomana waZeruya waiva pamusoro pehondo\x + 2.32.\x*\x + 20.23-26.\x*, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva munyori wezvinoitika\x + 1 Madz. 4.3.\x*.
\v 1 Zvino kutsamwa kwaJehovha kwakapfutirazve Israeri\x + 21.1.\x*\x + 1 Makor. 21.1-28.\x*, ndokuvamutsira Dhavhidhi, achiti: Enda uverenge Israeri naJudha\x + 1 Makor. 27.23,24.\x*.
\v 23 Nokuti naivo vakazvivakira nzvimbo dzakakwirira\x + 2 Madz. 16.4; 17.9.\x*, neshongwe dzakamira, nematanda ekunamata nawo\x + 2 Madz. 16.4; 17.10.\x*, pamusoro pechikomo chose chakakwirira\x + Jer. 2.20.\x*, nepazasi pemuti umwe neumwe munyoro\x + Det. 12.2. 2 Madz. 16.4. Isa. 57.5.\x*\x + Jer. 2.20.\x*.
\v 29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri kwakauya Tigirati-Pireseri mambo weAsiriya\x + 16.7. 1 Makor. 5.26. Isa. 9.1.\x*, ndokutora Ijoni\x + 1 Madz. 15.20.\x*, neAbheri-Bheti-Maaka\x + 2 Sam. 20.14,15.\x*\x + 1 Madz. 15.20.\x*, neJanowa\x + Josh. 16.6.\x*, neKadheshi\x + Josh. 19.37.\x*, neHazori, neGiriyadhi, neGarirea, nyika yose yaNafutari; ndokuvatapa kuenda kuAsiriya\x + 1 Madz. 9 15. Josh. 11.1.\x*.
\v 12 Vamwari vendudzi vakasunungura here avo madzibaba angu avakaparadza\x + 18.33.\x*: Gozani\x + 17.6.\x*, naHarani\x + Gen.. 11.31. 27.43.\x*\x + Eze. 27.23. Amo. 1.5.\x*, naRezefi, nevana vaEdheni\x + Eze. 27.23. Amo. 1.5.\x* vaiva paTerasari\x + Isa. 37.12.\x*?
\v 2 Jehovha wakatuma kwaari\x + Jer. 25.9. 32.28. Eze. 19.8.\x* hondo dzakarongwa dzeVaKaradhiya\x + 25.4. Jer. 35.11.\x*, nehondo dzakarongwa dzeVaSiriya\x + 6.23.\x*\x + 25.4. Jer. 35.11.\x*, nehondo dzakarongwa dzevaMoabhu\x + 6.23.\x*\x + 13.20.\x*, nehondo dzakarongwa dzevana vaAmoni\x + 1 Sam. 11.1.\x*, ndokudzituma kurwisa Judha kuriparadza, zvichienderana neshoko raJehovha raakataura neruoko rwevaranda vake vaporofita\x + 20.17. 21,12,13,14. 23.27.\x*.
\v 2 Jehovha wakatuma kwaari\x + Jer. 25.9. 32.28. Eze. 19.8.\x* hondo dzakarongwa dzeVaKaradhiya\x + 25.4. Jer. 35.11.\x*, nehondo dzakarongwa dzeVaSiriya\x + 6.23.\x*\x + 25.4. Jer. 35.11.\x*, nehondo dzakarongwa dzevaMoabhu\x + 6.23.\x*\x + 13.20.\x*, nehondo dzakarongwa dzevana vaAmoni\x + 1 Sam. 11.1.\x*, ndokudzituma kurwisa Judha kuriparadza, zvichienderana neshoko raJehovha raakataura neruoko rwevaranda vake vaporofita\x + 20.17. 21,12,13,14. 23.27.\x*.
\v 13 Zvino mbiru dzendarira dzaiva \add mu\add*imba\x + 1 Madz. 7.15.\x*\x + 20.17. 2 Makor. 36.18. Jer. 27.19,22.\x* yaJehovha, nezvigadziko\x + 1 Madz. 7.27.\x*, negungwa rendarira, zvaiva muimba yaJehovha, VaKaradhiya vakaputsanya\x + 1 Madz. 7.23.\x*, ndokutakurira ndarira yazvo kuBhabhironi.
\v 23 Vakuru vese vedzihondo, ivo nevanhu vavo, pavanzwa kuti mambo weBhabhironi waiva aisa Gedhariya kuva mutungamiriri\x + Jer. 40.7-9.\x*, ivo ndokuuya kuna Gedhariya paMizipa\x + Josh. 18.25.\x*, naIshimaeri mwanakomana waNetaniya, naJohwanani mwanakomana waKareya, naSeraya mwanakomana waTanhumeti muNetofati\x + Jer. 40. 8.\x*\x + 2 Sam. 23.28,29. 1 Makor. 2.54. 9.16. 11.30. Ezi. 2.22. Neh. 7.26.12.28.\x*, naJaazania mwanakomana wemuMaakati\x + 2 Sam. 20.14.\x*, ivo nevanhu vavo.
\v 10 Ramu ndokubereka Aminadhabhu\x + Rut. 4.19,20. Mat. 1.4.\x*; Aminadhabhu ndokubereka Nahishoni\x + Rut. 4.19,20. Mat. 1.4.\x*\x + Num.. 1.7. 2.3. Eki. 6.23.\x*, muchinda wevana vaJudha\x + Num.. 1.7. 2.3. Eki. 6.23.\x*.
\v 4 Vatanhatu vakaberekerwa kwaari paHebhuroni; ndokutongapo makore manomwe nemwedzi mitanhatu\x + 2 Sam. 2.11.\x*; uye paJerusarema wakatonga makore makumi matatu nematatu\x + 29.27. 2 Sam. 5.5.\x*\x + 2 Sam. 2.11.\x*.
\v 12 Uye vanakomana vaEripahari: Ebheri, naMishamu, naShemedhi; iye wakavaka Ono\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Neh. 6.2.\x*, neRodhi, nemisha yawo\x + Neh. 6.2.\x*\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Mab. 9.32,35,38.\x*,
\v 12 Uye vanakomana vaEripahari: Ebheri, naMishamu, naShemedhi; iye wakavaka Ono\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Neh. 6.2.\x*, neRodhi, nemisha yawo\x + Neh. 6.2.\x*\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Mab. 9.32,35,38.\x*,
\v 12 Uye vanakomana vaEripahari: Ebheri, naMishamu, naShemedhi; iye wakavaka Ono\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Neh. 6.2.\x*, neRodhi, nemisha yawo\x + Neh. 6.2.\x*\x + Ezi. 2.33. Neh. 7.37. 11.35.\x*\x + Mab. 9.32,35,38.\x*,
\v 13 Vanakomana vaAmiramu: Aroni, naMozisi\x + Eki. 6.20.\x*. Uye Aroni wakatsaurwa\x + Eki. 28.1.\x* kuti aite zvinhu zvitsvene-tsvene zvitsvene, iye nevanakomana vake kusvika rinhi narinhi\x + Eki. 40.10.\x*, kupisa zvipfungaidzo zvinonhuhwira pamberi paJehovha\x + Eki. 30.7. Num.. 16.40. 1 Sam. 2.28.\x*, kumushumira\x + Det. 21.5.\x*, nekuropafadza muzita rake rinhi narinhi\x + Det. 21.5.\x*\x + Num.. 6.23.\x*.
\v 11 Zvino vakapisira Jehovha mangwanani nemangwanani uye madekwani nemadekwani zvipo zvinopiswa\x + 2.4.\x*, nezvipfungaidzo zvinonhuhwira\x + 2.4.\x*, nechingwa chekuratidza patafura yakachena\x + 2.4.\x*\x + 4.19. 1 Makor. 9.32.\x*, nechigadziko chemwenje chegoridhe nemwenje yacho\x + 4.20.\x* kupisa madekwani nemadekwani\x + Eki. 27.20,21. Rev. 24.2-4.\x*; nokuti tinochengeta faniro yaJehovha Mwari wedu\x + Num.. 1.53.\x*; asi imwi makamusiya.
\v 31 Zvino zvakaitika misoro yengoro payakaona Jehoshafati, kuti ivo vakati: Ndimambo waIsraeri. Naizvozvo vakamukomba ku\add mu\add*rwisa\x + 1 Madz. 22.32.\x*; asi Jehoshafati wakaridza mhere; Jehovha ndokumubatsira\x + 1 Madz. 22.32.\x*\x + 1 Makor. 5.20.\x*; Mwari ndokuvakwezva vakabva kwaari\x + 18.2.\x*.
\v 14 Zvino Uziya wakavagadzirira, hondo yose, nhovo\x + Neh. 4.13,16.\x*, nemapfumo\x + Neh. 4.13,16.\x*, nenguwani\x + 1 Sam. 17.5,38.\x*, nenguvo dzeutare\x + 1 Sam. 17.5,38.\x*\x + Neh. 4.16. Job. 41.26. Eki. 28.32. 39.23.\x*, neuta, nemabwe ezvifuramabwe\x + Neh. 4.13,16.\x*.
\v 25 Vana veKiriati-Arimi\x + Josh. 18.28.\x*\x + Josh. 9.17.\x*, Kefira\x + Josh. 9.17.\x*, neBheeroti\x + Josh. 9.17.\x*, mazana manomwe nemakumi mana nevatatu.
\v 6 Nzeve yenyu ikozvino ngaiteerere\x + 1.11. 2 Makor. 6.40.\x*, nemeso enyu asvinure, kuti munzwe munyengetero wemuranda wenyu, wandinonyengetera pamberi penyu nhasi, masikati neusiku\x + 1 Madz. 8.29. Dhan. 9.18.\x*\x + 1.11. 2 Makor. 6.40.\x* pamusoro pevana vaIsraeri varanda venyu, uye ndichireurura nekuda kwezvivi zvevana vaIsraeri zvatakakutadzirai\x + Ezi. 10.1. Dhan. 9.20.\x*. Hongu, ini neveimba yababa vangu takatadza\x + Map. 106.6.\x*.
\v 17 NaMataniya\x + 12.8,9,25. 11.22. 12.35. 1 Makor. 9.15.\x* mwanakomana waMika\x + 12.8,9,25. 11.22. 12.35. 1 Makor. 9.15.\x* mwanakomana waZabhidhi\x + 11.22. 10.11. 12.35.\x* mwanakomana waAsafi, mukuru wekutanga kuvonga pamunyengetero\x + 12.8,24.\x*; naBhakibhukiya, wepiri pakati pehama dzake\x + 12.8,9,25. 11.22. 12.35. 1 Makor. 9.15.\x*; naAbhidha, mwanakomana waShamua\x + 1 Makor. 9.16.\x*\x + 12.8,9,25. 11.22. 12.35. 1 Makor. 9.15.\x*, mwanakomana waGarari, mwanakomana waJedhutuni.
\v 16 Zvichaburukira kumazariro\x + 18.13.\x* eguva, patichazorora\x + 3.17,18,19.\x*\x + 36.16.\x* pamwe muvhu\x + 21.26. 40.13.\x*.
\v 6 Ndinobatirira pakururama kwangu\x + 2.3.\x*\x + Zvir. 4.13.\x*, uye handikuregi\x + Zvir. 4.13.\x*; moyo wangu haungatuki pamazuva angu\x + Mab. 24.16.\x*.
\v 20 Zvityiso zvichamubata\x + 18.11.\x* semvura\x + 22.11.\x*; dutu remhepo\x + 34.25.\x*\x + Mat. 7.6.\x* rinomuba usiku\x + 21.18.\x*.
\v 19 Mudzi wangu wakatanda\x + 18.16.\x* kusvika kumvura\x + Map. 1.3.\x*, nedova rinorara usiku padavi rangu\x + 14.9.\x*\x + 18.16.\x*.
\v 26 Kana ndakatarisa\x + Det. 4.19. 17.3. 2 Madz. 23.5,11. Jer. 44.17. Eze. 8.16.\x*\x + VaKoro. 3.5.\x* zuva parinohwinya\x + 41.18.\x*, kana mwedzi uchifamba pakuchena,
\v 11 Anoisa tsoka dzangu mumatanda\x + 13.27.\x*; anocherechedza nzira dzangu dzese\x + 10.14. 14.16. 31.4.\x*\x + 13.27.\x*.
\v 15 Nyama yose inopera pamwe chete\x + Map. 104.29.\x*, uye munhu achadzokera kuguruva\x + 10.9. Gen.. 3.19. Map. 146.4. Mup. 12.7.\x*\x + Map. 104.29.\x*.
\v 8 Uye kana vakasungwa\x + Map. 107.10.\x*\x + Map. 149.8.\x* muzvisungo\x + Map. 149.8.\x*, vakabatwa nemabote edambudziko\x + Map. 107.10.\x*,
\v 16 Hongu, newe wakakukwezva kubva mumuromo wemanikidzo\x + 2 Makor. 18.31.\x* \add kuenda \add*kunzvimbo yakafara\x + 37.10.\x*\x + Map. 4.1. 18.19. 31.8. 118.5.\x*, pasina manikidzo pairi\x + 37.10.\x*, neiyo pamusoro\x + Isa. 30.30.\x* petafura yako\x + Map. 23.5.\x* pachazara nemafuta\x + Map. 36.8.\x*.

Each location is a possible candidate for joining the two adjacent xrefs into one, assuming that none each pair is misplaced.

xrefs are to be removed.